Kugara Mukuchengetedzwa Nababa Vako - Rudi Louw - Books - Createspace Independent Publishing Platf - 9781522873211 - December 28, 2015
In case cover and title do not match, the title is correct

Kugara Mukuchengetedzwa Nababa Vako

Price
$ 17.49
excl. VAT

Ordered from remote warehouse

Expected to be ready for shipping May 27 - Jun 8
Add to your iMusic wish list

Kururama ndicho chidzidzo chisinganzwisiswe zvakanyanya muBhaibheri, zvino mukusanzwisisa ikoko, nokuda kwechokwadi chisina kujeka nefungiro isina kuita zvakanaka nemhedzisiro, ndicho chikonzero chikuru chinoita kuti maKristu akawanda agare muhutapwa. Ndakakura, sevamwe vakawandisa, ...ndichibatanidza kururama nemabasa akanaka, ...asi waiziva here kuti hapana kana basa rako rakanaka rinokuita kuti uve wakarurama? Muna Johani 14-17 Jesu vakange vasiri kutaura pamusoro pedzimba kudenga, ...asi vaitaura Kururama, Pavakati: "Ndinoenda ndinokugadzirira nzvimbo."

Media Books     Paperback Book   (Book with soft cover and glued back)
Released December 28, 2015
ISBN13 9781522873211
Publishers Createspace Independent Publishing Platf
Pages 160
Dimensions 127 × 203 × 9 mm   ·   163 g
Language Shona  

More by Rudi Louw

Show all